Bhaibheri

Tinopfugamira Yesu

Catholic · Nziyo · 966

A. Nyika

Chorus

M Tinopfugamira Yesu V: All Ndimi Mwari naMambo... M Tinopfugamira Yesu... V: All Ndimi Mambo Alleluya

1

Tarirai Ishe naMambo anouya nokukunda noumambo

2

Nokuti zvose zviri kudenga nezviri pasi ndezvenyu

3

Ukuru ndohwenyu nembiri munobata umambo pamusoro pazvose

4

Makakudzwa muri pamusoro pezvose, paruoko rwenyu pane samba noumambo

5

Zvisimudzei imi makonhi Mambo wembiri agopinda

6

Ndiani iye Mambo wembiri, ndiye Mwari ane simba noumhare

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.