1
Mwari wangu ndinotarisira kwazvo kuti muchandipa nhasi uno girasiya renyu ratakawanirwa naYesu Kriste, kuti tigozofara naye kuDenga tafa. Ndinotarisira izvi, nokuti imi makatipa izvi, munoita zvamakatitsidzira. Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.