Bhaibheri

Munamato Wemangwanani

Catholic · Minamato · 14

1

Yesu wangu wadiwa, heyi minamato yangu, hayayi mabasa angu, hokuyi kufara kwangu nokutambudzika kwangu kwanhasi. Amai venyu Maria Musande ngavatisvitsirewo izvi kunemi, kuti zvose zvamunoda imi zvigoitwa nhasi.

2

Mwari wangu, ndimi vandinoitira nhasi uno, ndichifunga, ndichitaura, ndichibata basa, ndichirwara. Itai kuti ndiswere nhasi uno ndisina kukutadzirai, ndichiita zvamunoda zvoga. Amen.

3

Baba vedu... Kwazivayi Maria... Vakudzwe Baba... Tinotendera Mwari.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.