Bhaibheri

Novena Kuna Amai Vedu Vekufatima

Catholic · Minamato · 63

1

Mhandara Tsvene kwazvo, makafadzwa nokushanyira Fatima mukaratidza vana vafudzi, upfumi hwenyasha hwakavigwa mumunamato weRusariro. Ndinokutetererai kuti muise mumwoyo mangu, moto wechido chokunamata rusariro. Kuti nomukurangarira zvakaratidzwa zvokununurwa zviri murusariro, ndiwanewo nyasha netsika dzakanaka dzandiri kukumbira ...

2

(Taura chaunoda)

3

Ndinokumbira izvi nokuda kwaJesu Kristu Tenzi noMudzikinuru wedu. Amen.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.