1
Ndinobvuma panemi Mwari Baba munamasimbaose,
2
napanemiwo hama dzangu, kuti ndakatadza kwazvo mukufunga, mukureva, mukuita nomukuzengurira; zvose izvi imhosva yangu huruhuru. Naizvozvo ndinokumbira imi, Maria Mhandara Tsvene, nemi VaTumwa naVaTsvene vose, nemiwo hama dzangu, kuti mundireverere kuna Mwari Baba vedu. Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.