Bhaibheri

Hoyu Mwari Changamire

Methodist Nziyo 193

1

Hoyu Mwari, Changamire, Hama isingapinduke; Rudo namasimba ake Hazviyerwe, hazvipere.

2

Jesu, Muvambi, Mugumo, Achatiisa kumusha; Tinomutenda pazvose zvitsaru pamwe nezvitsva.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.