Baba! mune simba rose
Methodist Nziyo 224
1
Tinouya baba wedu Nezvipo zvedu zvorudo, Tichivonga kuna Ishe Wakatipa zvinhu zvose.
2
Ngazvishambidzwe zvikuru Vamwe vagokuzivai Namasimba edu ose Aitiswe basa nemi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.