Bhaibheri

Ndokutendai baba

Methodist Nziyo 280

1

Ndokutendai baba Nesimba randinaro, Nokuti ndinogona Kufamba nokumhanya.

2

Ndokutendai baba Navashamwari vangu, Nokuti tinotamba Tifare pamwe chete.

3

Ndokutendai baba Nebasa randinaro, Kudzidza nokuimba Nokubatsira vamwe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.