Kamwenje kangu aka
Methodist Nziyo 282
1
Kamwenje kangu aka Ndoda kabvire, Kamwenje kangu aka Ndoda kabvire. Kabvire, kabvire, kabvire.
2
Kasavande mumbiya Ndoda kabvire.
3
Handidi kukadzima, Ndoda kabvire.
4
Kabvire She asvike, Ndoda kabvire.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.