Bhaibheri

Ari m'penyu Muponisi

Methodist Nziyo 72

1

Ari m'penyu Muponisi Ari m'penyu iye: Tafariswa isu vanhu Ari m'penyu iye.

2

Wanga afa Muponisi Wanga afa iye; Wabairwa isu vanhu, Wabaiwa iye.

3

Wakakwira pakudenga Wakakwira iye; Anoteurira isu Woteura iye.

4

Anotonga Muponisi Kutongera isu; NdiMambo wamadzimambo NdiShe wamadzishe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.