Jesu SHE wangu
RCZ Nziyo 121
From German Hymn Book.
1
Jesu, SHE wangu, Mundichengetei; Panomufaro, Nyange pashungu, Mundiponese, SHE Jesu, SHE Jesu!
2
Jesu, ndirwirei, Ndisamboisva. Ndisarashika, Mundifambise. Mundiponese, SHE Jesu, SHE Jesu!
3
Jesu! murufu Mundibatise; Musha wedenga Mundisvikise; Mundiponese, SHE Jesu, SHE Jesu!
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.