Jesu waswedera
RCZ Nziyo 138
Jesus, Himself drew near. Alex 66.
1
Jesu waswedera, Achivapereka, Mwoy’ yavo yaipisa, Vachivhunzana. SHE, swederai! SHE, swederai!
2
Jesu waswedera, Vachimufarira; SHE, achifamba na’vo, Vakanyaradzwa. SHE, swederai! SHE, swederai!
3
Jesu waswedera, Nyunyutiro ndokubva, Achivaudza Kristu, Zvaakafira. SHE, swederai! SHE, swederai!
4
Jesu waswedera, Vapedza rwendo’rwo, Ndokumuzivurura, NdiTenzi wavo! SHE, swederai, SHE, swederai!
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.