Bhaibheri

Mwoyo farira

RCZ Nziyo 220

Harlig ar jorden. Sy. Ps. 21.

1

Mwoyo, farira, Nyika nokudenga Pano parwendo rwako. Zvakanakisa Zvose zvinobva Uko kum’soro kwaBambo.

2

Dzinosiuya Nhambo, nokuenda Vanhu vachiteverana. Rwiyo rwedenga Runosinzwikwa, Runotifadza parwendo.

3

Rwakavambiwa Navatumwa vaSHE Vachiimbira varisi: “Bambo vakudzwe Vanhu vafadzwe, Kristu wazvarwa panyika.”

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.