Bwizana roWedenga
RCZ Nziyo 223
Guds rena lamm. Sy. Ps. 31.
1
Bwizana roWedenga, Makabayirwa isu. Makasitsungirira Nyanguva muchizvidzwa. Matadzo makasenga, Norufu makakunda. Tipeiwo rugare, Jesu!
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.