Bhaibheri

Chifarai Jesu Kristu

RCZ Nziyo 255

1

Chifarai, Jesu Kristu, Wakamuka parufu, Wakazorupwisa chose, Akatipa upenyu.

Chorus

Farirai, Jesu mupenyu, Rufu harukundizve. Farirai, mugwadamire Nokusingaperi ’ye.

2

Chifarai, unorarama, Wokum’soro iye SHE. Mweya wake unonditi: Unotenda ha’ngafi.

3

Chifarai, murumbidze-i, Unodzoka ari SHE, Nesuwo tichashongana Tose naye kudenga.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.