Ndakamunzwa paGarire
RCZ Nziyo 257
(Marko 1:17)
1
Ndakamunzwa paGarire Achindomutsapo. Vanoredza norutava Wakati munditeverei.
Chorus
Tererai, Teverai, Mugondoredza vanhuwo; Ndodavidza ndichingoti: Jesu, ndinomuteverai.
2
Ndichasingomuteverai Nomwoyo wose SHE. Nyange ndakamutadzira Mudondikanganwiraizve.
3
Rudo rwenyu mundipewo Mugondidzidzisa Pandingakanda rutava, Sapagungwa reGarire.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.