Bhaibheri

Tofamba munzira yakaoma

RCZ Nziyo 264

Tofamba munzira

1

Tofamba munzira yakaoma, Kuno musha wokudenga. Toti (Hareruya) x4

2

Tiri vaeni isu panyika ino, Tino musha wokudenga. Toti (Handei tose) x3 kuna Jesu.

3

Isu tineurombo nehama dzedu, Dzinogara muzvitema. Toti (Uyai mose) x3 kuna Jesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.