Bhaibheri

Hareruya mutendiwe pose

RCZ Nziyo 8

Halleluja, eeuwig dank en eere. Gez. 1.

1

Hareruya! mutendiwe pose, Murumbidzwe kwazvo, SHE! Pano pasi nokum'soro kwose Muongiwe nesuzve! Bambo, mutitarire norudo, Jesu, chitipaiwo nyasha dzenyu; Mweya, chitinyaradzai, Nesu tose chigarai!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.