Muuye kuna Jesu
RCZ Nziyo 85
From German Hymn Book.
1
Muuye kuna Jesu, Muzvivi chibudai! Marasha Tenzi wenyu, Kwaari dzokerai!
2
SHE Jesu unotida, Kuipa tirashei; Kudeno tichitenda, Uchatifadza sei!
3
Timupe mwoyo yedu, Upenyu tikwashei HwaJesu Kristu wedu, Kudenga tipindei!
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.