Bhaibheri

SHE Jesu wakatiponesa

RCZ · Korasi · 21

He did not come to judge Chor. 50.

1

SHE Jesu wakatiponesa, Ibasa rake SHE Hakuzi kuzotipomera, Kutonga ha’kudi. Unonzi Muponesi Unonzi Muponesi, Unonzi Jesu Muponesi; Izita guru sei!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.