Muponesi mambo
RCZ Varwi 104
1
Muponesi mambo wangu Ndava dzangu Ndiwe unesimba wega rokuponesa
Chorus
Ndiponesei ndiponesei Jesu muponesi wangu Oh! Mambo Jesu ndiite wenyu
2
Kungurira mambo wangu’ Ndicheneswe ndirege zvakaipa Zvandinoita
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.