Mazita anodaidzwa
RCZ Varwi 42
Mazita Anodaidzwa (When the roll is called up Yonder)
1
Kana Tenzi anoridza tsurl Yokuguma ‘yo Apo nguva yepasi yaperawo; Kana vakanaka vese Vanounganidzwa ‘po Mazita anodaidzwa ndiri'ko
Chorus
Mazita anodaidzwa Mazita anodaidzwa Mazita anodaidzwa Anodaidzwa kudenga ndiri’ ko
2
Pamusuo wokumuka vakafa Muna Kristu Vanoona mbiri huru yake'yo Apo vasarudzwi vanosongana Kumusha ‘ko Mazita anodaidzwza ndiri ‘ko
3
Ngatibate basa rake kuti rinozopera Ngatishumaire Rudo rwaMwari, Ndizvo Jesu anouya kutora vanhu vake Mazita anodaidzwa ndiri' ko
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.