Breath On Me, Breath Of God
1
Ndifemerei, Mwari Noupenyu hutsva Kuti ndiite zvamunoda, Ndigoitawo semi.
2
Ndifemerei Mwari Dakara ndachena, Ndide chinhu pamwe nemi, Ndizoshingirira.
3
Ndifemerei Mwari Ndive wenyu chose, Hupenyu hwangu hwepasi, Hupenyeswe nemi.
4
Ndifemerei, Mwari, Kugoti ndisafe, Asi ndigogara nemi, Narinhi narinhi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.