By The Peaceful Shores Of Galilee
1
Pagungwa'ro reGarariya, Vachisona usvasvi pagungwa, Vabvuvi voshanda misi yose, Dzamara Tenzi asvika nepo. Nditevere anoshe'dza, Ndinokuitai vabvuvi; Semazuva apaGarariya, Jesu anotishevedza.
2
Vakasiya zvose vanzwa izwi, Ndokumutevera Tenzi; Vakashanda naye pamwechete Kudzora vanhu kuna Baba.
3
Izwi rake torinzwa nhasi, Richadana vanhu sekare; Kunge vabvuvi paGarariya, Siya zvose! Nditevere.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.