Only A Step To Jesus
1
Inhamo kuna Jesu! Chiita zvino; Uya kuMponisi Nezvitadzo zvako. Nhamo chete, nhamo chete, Wokumirira; Chiuya uchibvuma Unozokomborerwa, Rega kuramba tsitsi, Iye wotambidza
2
Inhanho kuna Jesu! Tenda, uchapona; Anomira norudo Kukuregerera.
3
Inhanho kuna Jesu! Kuti uponiswe; Nguva yavakupera Wasarudza here?
4
Inhanho kuna Jesu! Huya, uchidaro: Kwamuri Muponisi, Ndozvipira zvino.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.