Whosoever Will May Come
1
Ngavatore ruponiso Vanoda kugara naShe; Nokuti runovimbiswa Kupiwa kumunhu wose. Munhu wose ngaauye; Anouya ngaazive Kuti haachatsamwa, Jesu wati: munhu wose.
2
Izwi iri rinosvika, Kundudzi dzevanhu vose; Hapana nokusarudzwa; Jesu wati: munhu wose.
3
Kuna vanotya mumwoyo, Tariro haishaikwe; Ngavauye vasingatye, Jesu wati: munhu wose.
4
Kuvanhu vose venyika, Matama aya agere; Anoti munzeve dzavo; Angauye munhu wose.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.