Bhaibheri

Ndoda Kuimba Zvajesu

Salvation Army · Nziyo · 249

I Love To Sing

1

Ndoda kuimba zvaJesu Wakandifira; Wondizadza norufaro, Ndinomushandira. Ndoda kuimba. Ndoda kuimba, Ndoda kuimbazvaJesu, Ndoda kuimba.

2

Ndoda kuimba zvorudo Norunako rwake, Vose vanofadzwa nazvo. Kudenga napasi.

3

Ndinoimba zvesimba rake Rinotisandura; Kuimba zvoruponisi, Kunondifadzisa.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.