Bhaibheri

Handingatye Kunyange

Salvation Army · Nziyo · 253

1

MAKORE OUYA I Shall Not Fear I'm in his hands, 687

2

Handingatye kunyange makore ouya: Mwari wangu ane hanya anondinzwa, Kunyange madutu achindivhundutsira, Ini ndiri mumaoko ake. Ndiri mumaoko ake; Mune zvinouya, Ndiri wake; Mazuva emberi, Akarongwa naye, Nzira uechokwadi Kuva naye.

3

Nyangwe ndisingaone nzira mberi kwangu, Ndichangotevera mirayiro yake; Ndine rutendo rwakasimba Ini ndiri mumaoko ake.

4

Kare wakandipa zvaindikwanirawo, Kana ndazvipira kubasa rorudo, Ndinokahadzika nei kuti aripo Kana ndiri mumaoko ake?

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.