Bhaibheri

Jesu, Nditungamirei

Salvation Army · Nziyo · 275

Jesus, Saviour, Pilot Me

1

Jesu, nditungamirei Mudutu roupenyu; Handione pamberi, Ngozi, nhamo dzemberi, Ndimi mutungamiri,

2

Semwana wonyaradzwa, Munganyaradze dutu, Mafungu anokunzwai Mukaati : Nyarara! Ndimi, Ishe, wegungwa, Jesu, nditungamirei.

3

Ndave pedyo nomusha, Nezviedzo zvowanda, Musha uri mhiri 'ko, Ndozendamira nemi, Ndonzwa voti : Usatye! Ndinokutangamira !

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.