Bhaibheri

Tungamira Murima Renyika

Salvation Army · Nziyo · 283

Lead, Kindly Light

1

Tungamirai murima renyika Tungamirai ! Ndiri kure kure nokumusha, Tungamirai ! Ndisimbisei, handidi kuona Zviri mberi : asi nhamo chete.

2

Ndinonyengetera bedzi kuti, Tungamirai ! Ndaita kuda kwangu, zvino Tungamirai! Ndaida zvinhu zvose zvenyika, Ndaizvida : chindikanganwirai.

3

Nesimba renyu ndakomborerwa; Tungamirai ! Pamatombo nedutu, usiku Hupfuure; Mangwanani ndigam'chirwe ini Nezviso zvavo, vadiwa vangu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.