Bhaibheri

Tokutambirai M'ponisi

Salvation Army · Nziyo · 362

Saviour, Let Thy Sanction Rest

1

Tokumbira M'ponisi, Zvikomborero zvenyu, Ngazviiswe pavari Zvino, vari kutsvitsa; Ukama hwavo hwuve Pamwe chete nemi, 'She

2

Jesu, makaonekwa Pamuchato paKana; Sanganai nesuwo Patsvitsa inorudo, Tipei rufaro rwenyu, Norunyararo rwenyu.

3

Natsai vaviri ava, Vanoukama hutsva, Misi yavachapiwa Ive rwendo kudenga, Kwavachaona idi, Noupenyu hwaMwari.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.