1
ZVOSE O Perfect Love Hold thou my hands, 543; Mendelssohn, 547
2
Rudo rutsvene runokunda zvose, Tinopfugamira mberi kwenyu, Rudo rwenyu rusave namagumo, Muutsvene vave mumwechete.
3
Mamuri ng avawane chivimbiso Cherudo runopa norutendo, Netariro inomwoyo murefu, Somucheche asingatye rufu.
4
Vapei rufaro runotanda nhamo, Norugare mumatambudziko; Upenyu hwavo huve nokubwinya Kuno rudo rusina magumo.
Chorus
Dorothy Frances Gurney
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.