Bhaibheri

Uyai Tiimbe Nziyo

Salvation Army · Nziyo · 47

Come, Let Us Join Our Cheerful Song

1

Uyai tiimbe nziyo Nengirozi dzose; Zvihuru nezvihuru zvadzo, Norufaro rumwe. Hareruya Gwayana! Rakafa paKar'vhari, Hareruya, Hareruya, Hareruya, Amen!

2

Gwayana rakakodzera Kurumbidzwa kwazo! Tinodavira nemwoyo Rakafira isu.

3

NdiJesu anokodzera Rukudzo nesimba; Makomborero tomupa Nokusingapere.

4

Zvisikwa zvepasi pose, Ngazvikudze zita Ra'She ari pachigaro, Gwayana raMwari.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.