Joy To The World
1
Farai! Ishe wauya, Gam'chirai Mambo. Gadzirai nzvimbo yake, Denga ngariimbe, Pasi padaire, Denga, napsi zviimbe.
2
Farai! Ishe wotonga, vanhu ngavaimbe. Minda, hova Nemakomo, Zvive momufaro, Zvose, zvive norufaro.
3
Anoparadza kuipa, Namasimba ake, Anouya Kununura, Vanhu varasiki, Vanhu, vanhu varasiki.
4
Wotonga nyika nenyasha, Marudzi oona Rurumbidzo, Noutsvene, Rudo rwoshamisa, Rudo, rudo rwoshamisa.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.