Uya Mununuri Uya
SDA Nziyo 104
1
Ndinzwe Tenzi muwe nemutsa neni; Mununuri Uyai Mweya wangu unodisa Imwi; Mununuri Uyai
Chorus
Ndapumhuka kure kumakomo; Ndapumhuka kure nemusha, Onditorei ndipinzei mudanga Mununuri Uyai
2
Handinaba nzwimbo yekurara Mununuri Uyai, Nditarisai Ndawane Upenyu: Mununuri Uyai.
3
Nzira yangu inondi tambudza, Mununuri Uyai Ndakatarisira rudo rwenyu, Mununuri Uyai.
4
Musarase kuzwishora kwangu, Mununuri Uyai. Mundi nzwe mukunamata kwangu, Mununuri Uyai.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.