Bhaibheri

Ndiudze Nyaya YaJesu

SDA Nziyo 107

1

Ndiudze nyaya yaJesu, Uyi nyore mumwoyo; Udza nyaya inokosha, Yakanakisa kwazvo. Kuti ngirosi dzaka i-mbira Tenzi abarwa, Mbiri kudenga kum’soro Runyararo mupasi.

Chorus

Ndiudze nyaya yaJesu Nyora mumwoyo wangu; Iyi nyaya inokosha Yakanakisa kwazwo.

2

Kutsanya kwake mugwenya Ndiudze misi yake, Achititambu dzikira Akakunda chitema, Ndiudze nebasa rake Nekutambudzwa kwake; Akashorwa nekurwadzwa Akarambwa nevese.

3

Nekurowera kwavo, Nekurwadziwa kwake; Neguva vakamuwiga Nezvekumuka kwake; Nyaya yerudo rwaJesu Iwe pachena kwazvo; Ndiudze ini ndicheme Rudo rwakanditenga.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.