Bhaibheri

Hakuna Mumwe

SDA Nziyo 111

1

Hakuna hama kupinda Jesu, Hakuna, neimwe! Hakuna umwe kurapa vese, Hakuna, neumwe!

Chorus

Anoziva nanhamo Jesu, Anotungamira tese, Hakuna umwe kupinda Jesu, Hakuna!neumwe.

2

Hakuna umwe mukuruzveba, Hakuna ne-umwe! Asi Anozviita muduku, Hakuna neumwe!>

3

Hakuna nguva asipo Iye, Hakuna neimwe: Kana usiku rudo ruripo, Hakuna neimwe.

4

Hakuna umwe akamborambwa, Hakuna neimwe! neumwe! Kana munyangadzi ha’murambi, Hakuna!neumwe!

5

Hakuna chipo chikuruzveba, Hakuna nechimwe! Hangatinyimi musha kudenga, Hakuna neumwe!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.