Bhaibheri

Hamuna Nzvimbo YaJesu

SDA · Nziyo · 116

Language

1

Uzerea ne kunetswa, Ha’na nzwimbo ya Jesu? Wabatwa nemirau, Ha’na nzwimbo ya Jesu? O, Amire pamusiwo, O gugudza-gugudza! Munzwe onyengerera Ha’na nzwimbo ya Jesu?

2

Unopambadza nguwa, Hana basa ra Jesu? Usapambadza Simba, Ha’na basa raJesu? Hauyedzi kukunda, Kana kuwana Mweya; Daidza warasika; Ha’na basa raJesu?

3

Unotswaka upfumi, Ha’na nguva ya Jesu? Usinga bati basa, Ha’na nguva ya Jesu? Rufaro ne upfumi, Ndizvo zviro unoda, Kuyedza kuzvifadza; Ha’na nguva ya Jesu?

4

Watakura zvenhando, Ha’na m’chero va Jesu? Haunaba misumbu, Ha’na m’chero va Jesu? Hauna kana chiro, kuripa basa rako; Hauwani rufaro, Wokumbana na Jesu?

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.