Bhaibheri

Iripo Tsime

SDA · Nziyo · 12

Language

1

Iripo tsime izere Neropa raJesu; Vanyangadzi vasamba’mo, Vanochena naro

2

Mbavha yokufa yafara Kuona tsime’yo Kana ini munyangadzi, Ndinochena nayo

3

Nyenye yaMwari, ropaIro, Harishaye simba Dakara vanhu vaJesu, Vese vaponeswa

4

Tenzi ndinodawirazve, Kana ndakatadza Vandigadzirira chipo, Chawanwa ngeropa

5

Nekudenga ndichaimba, Ngesimba nerudo Kuti ngeropa raJesu, Ndaponeswa naro

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.