Bhaibheri

Yakakomborerwa Nguwa Yemunamato

SDA · Nziyo · 128

Language

1

Nguwa yekunamata mwoyo uno pfawa Touya kuna Jesu M’ponesi wedu Nekutenda touya, Kuchishangu chedu Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo

Chorus

Mukunamata Tinokomborerwa Orapa wakaneta Zvakanaka kuwayo.

2

Nguwa yekunamata, Tenzi oswedera Ane tsitsi kunzwa vana vachichema Zvese tinozviisa pamakumbo ake Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo

3

Nguwa yekunamata, apo vano yedzwa Toisa kuna Tenzi anobatsira Nemwoyo wekunzwira obvisa zvinetso Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo.

4

Panguwa yem’namato Tinomusimbira Zwikomborero zwese tinozwiwana; Mukusimbira iye hakuna dambudzo Orapa wakaneta, Zvakanaka kuwayo.

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.