Bhaibheri

Famba Mukupenya

SDA Nziyo 149

1

Famba mukupenya kwaTenzi Kukutungamire Mweya unobva kudenga Uno dzinga dima

Chorus

Fa…mba mukupenya 3x Famba mukupenya kwaMwari

2

Famba mukupenya kweidi Kwemanzwi a Mwari Mwenje unokutungamira Mutendi wa Tenzi

3

Famba mukupenya kwake Kana kunedima Dima rotiza kupenya Kwe zuva raMwari

4

Famba mukupenya Uzive rudo rwake Mwari Ukama hwedu mupasi Huchanaka kumsoro

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.