Kurumidzanyi Zuva Renyu Rakanaka
SDA Nziyo 158
1
Kupura kwepasi kwaswedera Tenzi anodana vacheki vake Kure nepetyo mapfunde aibva Aibva kuti apinzwe mudura
Chorus
Swendedza musi, Takura mwanda Swendedza musi, kumusha
2
Mangwanani asina kuchenaba Arikukasika kuswedera Mapfunde akaraswa muchitema Ngaaunganidzwe nguva ichipo
3
Zvanaka kusevenza nerudo, Tsime rakanaka rekudenga Tokokwa tosundwa neurwu rudo Runotipa michero yakawanda
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.