Bhaibheri

Nheyo Yakasimba

SDA · Nziyo · 167

Language

1

Nheyo yakasimba, Yakaiswa na iShe Yakaiswa kutisimbisa isu isu Hapana zvaanga ataura zve iye Iye wakatizira kuna Muponesi Iye wakatizira kuna Muponesi

2

Musatye ndine mwi, O musanete zvenyu Nokuti ini ndiri, Mwari wenyu Ndinopa masimba, okuti mugomira Makabatwa nesimba, neruoko Rwangu Makabatwa nesimba, neruoko Rwangu

3

Kana ndichifamba mumatambudziko Mutsa wenyu wakawanda kwandiri’ni Nomukati momurazvu womoto Ini ndichakuchengeta usatya Ini ndichakuchengeta usatya

4

Uyo unotsamira kuna Jesu Haazombo kandwi kuvavengi Nyangwe Satani achiedza sei Iwe uchaponeswa na She, wesimba Iwe uchaponeswa na She, wesimba

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.