Bhaibheri

Tenzi Semufudzi

SDA · Nziyo · 175

Language

1

Muponesi semufudzi, Titungamirireyi Murufaro tigutseyi, Tigadzirire dengaKomborerwa Jesu wedu, Imwi makatitenga Komborerwa Jesu wedu, Imwi makatitenga

2

Tirivenyu tifadzeyi, Tichengete munzira Tidzivirire chitema, Titsvake tarasika Komborerwa Jesu wedu, Tinzwe tichinamata Komborerwa Jesu wedu, Tinzwe tichinamata

3

Matsidza kutigashira, Kana takanyangadza Mune tsitsi munengoni, Dzekuti sunungura Komborerwa Jesu wedu, Tichadzoka kwamuri Komborerwa Jesu wedu, Tichadzoka kwamuri

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.