Petyo Kana Nepam’suvo
SDA Nziyo 2
1
Mambo aripo pam’suwo, Iye wafa pamchinjiko; Asi unowuya zvino Kutora vake’vo.
Chorus
Pamsuwo, Pam’suwo, Pam’suwo, Hunde’po pam’suwo; Anouya, Anouya, hunde ari pam’suwo.
2
Zviwoneso zvekuuya, Zvino zviri kuitika; Toona nekukasika Musi wakanaka.
3
Musanangise pasi’po, Kuti kusine dambudzo; Dakara Muponesi’wo Auye pasi’po.
4
Ndizvo mupasi’po itsva, Tichagara nekugara; Kufa kuchawa kusafa, Haiperi nguva.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.