Bhaibheri

Handisi Ndega

SDA · Nziyo · 216

Language

1

Handisiri ndega kwete ndina Jesu Anondifadza ini, nokuti aneni Handizoshayi shamwari ndina Jesu Ini ndinopinduka, Iye haapinduki

Chorus

Handisiri ndega ndina Jesu Watsidza kusandis’ya Kundisiya ini ndega, ini ndega

2

Handineti, kwete, ndakamutsamira Mweya wangu wofara, kuzorora kwa’ri Handi zvibatsiri, kuti ndiri ndega Asi ndinaye Jesu, akandichengeta

3

Hunde ndarindira, Ati ndirindire Ndashama kuti Tenzi ngenyi Anonoka Hunde ndinofara Rufaro rukuru Ndine nheyo yeidi, Iri Tenzi wangu

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.