Bhaibheri

Mutsa Wake Werudo

SDA Nziyo 236

1

Muka mwoyo murufara, Imba rukudzo rwaTenzi Anoda ndimuimbire, Mutsa wake wakanaka

Chorus

Mutsa wake wakanaka, Mutsa wake wakanaka

2

Akandivona muzvivi, Akandidisisa kwazvo Ndiye akandiponesa, Mutsa wakanaka

3

Kana mukati memhandu, Kana pasi rindishore Anotungamira mweya, Mutsa wake wakanaka

4

Kanapo matambudziko, Azowandisisa seyi O mira nemweya wangu, Mutsa wakanaka

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.