Bhaibheri

Muka, Mwoyo, Muka!

SDA Nziyo 243

1

Muka mwoyo wangu, Bvisa kutya kwese Mupiro weropa vakapirwa ini Ur’pamberi penyupo, Ur’pamberi penyu zvino; Zita rangu raka nyorwa

2

Ari kumusoro, Kumirira ini Nekundinunura, Neropa’ro rake Iye Akatifira, Aparadza ropa rake Riri pachigaro chemutsa

3

Madzvadzi mashanu, Epa Karivari Ondinamatira, Nekundimirira Oti musunungure, Otizve musunungure Musarege mutadzi afe

4

Baba anomunzwa, Anoyera wake Haanga musiyi, Mwana wake ega Mweya wake wonzvika, Uchitaura uchiti Wabarwa patsva kuna Mwari

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.