Bhaibheri

Mira Usingatenheki

SDA · Nziyo · 257

Language

1

Mira usingatenheki, Umire segomo Mwey’ unosimbira Tenzi, Unosimba sedombo

2

Hakuna chimwe, Chingachengeta zvakanaka Kupfuura maoko, Anerudo aJesu

3

Itirayi zvakanaka, Vanomusimbira Vanozorora muidi,Varipamitemo

Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.