1
Ndiri kufamba munyika, Musina nechiro Asi imwi makazadza, Nzira nemaruva Nyika iyi yeBeulah, Yakanaka kwazvo Nokuti ndinaye Tenzi, Zuva nesikati
Chorus
Nyika yakanaka kwazvo, ndinoidisisa Nyika iyi yechitsidzo ndiri kuivona
2
Hakuna nebvute rose, Kana nedimazve Mbiri yenyu inovepo, Zuva nevusiku Nzvimbo dzakanaka, Dzinoimba nengirozi Dzino nzvikwa kwese kwese, Dzondifadza ini
3
Ndozofamba murufaro, Kumusha wedenga Mwoyo wangu unofara, Zuva nesikati Mazambara ekudenga, Ndave petyo navo Nekuti nzira iyoyi, Ndeye kumusoro
Vale Of Beulah.
1
I am passing down the valley that they say is so lone. ‘Tis to me the vale of Beulah,‘tis a beautiful way, But I find that all the pathway is with flowers o’er grown, For the Saviour walks beside me, my companion all day.
Chorus
Vale of Beulah, Vale of Beulah, Thou art precious to me; For the lovely of the promise, In the distance I see.
2
Not a shadow, not a shadow ever darkens the way, And the music, sweetly chanted by the heavenly throng, For a radiance of rare glory shines upon it all day, Floats in cadence down the valley, and it cheers me along.
3
So I journey with rejoicing toward the city of light, And I near the open portals of the kingdom above, While each day my joy is deeper, and the path grows more bright, For this highway leads to heaven, to the kingdom of love.
Also in the app in Venda, Tonga, Ndebele. More languages in the app
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.